Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 26:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 ipapo mukutsamwa kwangu ndicharwisana nemi, uye ini pachangu ndichakurangai nokuda kwezvivi zvenyu kakapetwa kanomwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 ipapo neni ʋo ndicakurambai nokutsamŋa kukuru; ndicakuroʋai kanomŋe pamsoro peɀiʋi ɀenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 ipapo neniwo ndichakurambai nokutsamwa kukuru; ndichakurovai kanomwe pamusoro pezvivi zvenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 ini pachangu ndichapikisana nemi ndakashatirwa. Iyeni pachangu ndichakurangirai zvitadzo zvenyu kakapetwa kanomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 ini pachangu ndichapikisana nemi ndakashatirwa. Iyeni pachangu ndichakurangirai zvitadzo zvenyu kakapetwa kanomwe.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 26:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy