Mupiro 26:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “ ‘Mushure maizvozvi, mukaramba musinganditeereri asi mukaramba muchienderera mberi nokundirwisa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino kana musiŋgaɗi naiɀoɀo ɀose kunditerera, asi mucindiramba, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Zvino kana musingadi naizvozvo zvose kunditeerera, asi muchindiramba, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana izvozvi zvikatadza kuita kuti munditeerere, muchiramba muchingopikisana neni, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Kana izvozvi zvikatadza kuita kuti munditeerere, muchiramba muchingopikisana neni, Viz kapitola |