Mupiro 26:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Chiso changu chichanangana nemi zvokuti muchakundwa navavengi venyu. Avo vanokuvengai vachakutongai, uye muchatiza kunyange pasina anokudzinganisai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ndicakutoŋgai kuti mukundwe pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu, ʋanokuʋeŋgai ʋacaʋa ʋaɓati ʋenyu; mucatiza kunyaŋge kusinomunhu unokudziŋgai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ndichakutongai kuti mukundwe pamberi pavavengi venyu, vanokuvengai vachava vabati venyu; muchatiza kunyange kusina munhu unokudzingai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndichaonana nemi, vavengi venyu vachakurakashai; vanokuvengai ndivo vachakutongai muchatiza pasina anokutandanisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndichaonana nemi, vavengi venyu vachakurakashai; vanokuvengai ndivo vachakutongai muchatiza pasina anokutandanisai. Viz kapitola |