Mupiro 26:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Muchange muchiri kudya gohwo regore rakapera pamuchazobvisa kuti muise zvitsva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mucadya ɀiyo ɀakaceŋgetwa ŋguʋa huru, mucafanira kuɓuɗisa ɀekare kudziʋurira ɀitȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Muchadya zviyo zvakachangetwa nguva huru, muchafanira kubudisa zvekare kudziurira zvitsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mbesanwa dzenyu dzichasaruka nokusarukazve mumatura enyu, muchidya, zvokutozodzirasa moisa dzimwe itsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mbesanwa dzenyu dzichasaruka nokusarukazve mumatura enyu, muchidya, zvokutozodzirasa moisa dzimwe itsva. Viz kapitola |