Mupiro 25:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 pamwe chete nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzesango dziri munyika yenyu. Zvibereko zvose zvomunyika zvingadyiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 neɀeɀipfuwo ɀako, neɀemhuka dziri munyika yako; ɀiɓereko ɀaɀo ɀose ɀinofanira kuʋa ɀokudya ɀaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 nezvezvipfuwo zvako, nezvemhuka dziri munyika yako; zvibereko zvazvo zvose zvinofanira kuva zvokudya zvazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya. Viz kapitola |