Mupiro 25:48 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 anoramba ane mvumo yokudzikinurwa mushure mokunge azvitengesa. Mumwe wehama dzake anogona kumudzikinura: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 kana ateŋgeswa, uŋgadzikinurwa; munuŋuna kana mukoma wake uŋgamudzikinura; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 kana atengeswa, ungadzikinurwa; mun'una kana mukoma wake ungamudzikinura; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 shure kwokuzvitengesa kwaakaita, zvinobvumirwa kumudzikunura. Anogona zvake kudzikunurwa nomumwe wake muIsiraeri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 shure kwokuzvitengesa kwaakaita, zvinobvumirwa kumudzikunura. Anogona zvake kudzikunurwa nomumwe wake muIsiraeri, Viz kapitola |