Mupiro 25:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi mugore rechinomwe, nyika inofanira kuva nesabata rokuzorora, sabata kuna Jehovha. Musadyara minda yenyu kana kudimurira mizambiringa yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi pagore recinomŋe nyika inofanira kuzorora kwaɀo, riʋe saɓata kunaJehova; usadɀara munda wako, kana kugurira mizambiriŋga yako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi pagore rechinomwe nyika inofanira kuzorora kwazvo, rive Sabata kuna Jehovha; usadyara munda wako, kana kugurira mizambiringa yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi gore rechinomwe ngarive gore reSabata rokuzorodza minda, negore rakapirwa Tenzi. Musarime minda yenyu kana kupemhena migirepisi yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi gore rechinomwe ngarive gore reSabata rokuzorodza minda, negore rakapirwa Tenzi. Musarime minda yenyu kana kupemhena migirepisi yenyu. Viz kapitola |