Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 25:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Kana isina kudzikinurwa gore risati rapfuura, imba iri muguta rino rusvingo ichava yowakatenga nezvizvarwa zvake nokusingaperi. Haifaniri kudzorerwa paJubhiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Kana isiŋgadzikinurwi gore rose rikapera, ɀino imba iyo iri muguta rakakombga namaȿiŋgo inofanira kusimbiswa kuti ndeyaiye wakaiteŋga nokusiŋgaperi, nokumarudzi ake; haiŋgasunuŋgurwi negore rejuberi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Kana isingadzikinurwi gore rose rikapera, zvino imba iyo iri muguta rakakombwa namasvingo inofanira kusimbiswa kuti ndeyaiye wakaitenga nokusingaperi, nokumarudzi ake; haingasunungurwi negore rejubheri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Asi kana gore rikapera asina kuidzikinura, imba yakadai, iri muguta rakakomberedzwa norusvingo, ichazogara iri yomunhu akaitenga iyeyo pazvizvarwa zvake zvose, haasungirwi kuidzosera kumuridzi pagore rehwamanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Asi kana gore rikapera asina kuidzikinura, imba yakadai, iri muguta rakakomberedzwa norusvingo, ichazogara iri yomunhu akaitenga iyeyo pazvizvarwa zvake zvose, haasungirwi kuidzosera kumuridzi pagore rehwamanda.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 25:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy