Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 24:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ani naani anouraya mhuka anofanira kuripa asi ani naani anouraya munhu anofanira kuurayiwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Munhu unoʋuraya cipfuwo, unofanira kuripa; unoʋuraya munhu, unofanira kuʋurawa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Munhu unouraya chipfuwo, anofanira kuripa; anouraya munhu, anofanira kuurawa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 24:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy