Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 24:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Kutyora kunotsiviwa nokutyora, ziso rinotsiviwa neziso, zino rinotsiviwa nezino. Sezvaakuvadza mumwe saka naiye anofanira kukuvadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 kuvunika kucatsibga nokuvunika, ziso neziso, zino nezino, seɀaakamanikidza mumŋe, naiye unofanira kuitirwa saiɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 kuvhunika kuchatsibwa nokuvhunika, ziso neziso, zino nezino, sezvaakamanikidza mumwe, naiye anofanira kuitirwa saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kana akatyora bvupa romumwe, bvupa rake ngarityorwewo, ziso rinoripwa neziso, zino rinoripwa nezino. Munhu sokukuvadza kwaanenge aita mumwe ndiko kuvadzwa kwaanofanira kuitwa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Kana akatyora bvupa romumwe, bvupa rake ngarityorwewo, ziso rinoripwa neziso, zino rinoripwa nezino. Munhu sokukuvadza kwaanenge aita mumwe ndiko kuvadzwa kwaanofanira kuitwa

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 24:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy