Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 24:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Rayira vaIsraeri kuti vauye kwauri namafuta akaisvonaka amaorivhi akasvinwa, omwenje, kuitira kuti mwenje irambe ichibvira nguva dzose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Raira ʋana ʋaIsraeri kuti ʋaʋuye kwauri namafuta akanaka amaorivi, akaiȿo‐naka akaȿiniwa omŋenje, kuti avenekese mŋenje ŋguʋa dzose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Raira vana vaIsiraeri kuti vauye kwauri namafuta akanaka amaorivhi, akaisvonaka akasviniwa omwenje, kuti avhenekese mwenje nguva dzose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Udza vaIsiraeri kuti, vakuigire mafuta akanakisisa, emaorivhi akadzvurwa, okuisa mumarambi, kuitira kuti mwenje ugare uchipfuta,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Udza vaIsiraeri kuti, vakuigire mafuta akanakisisa, emaorivhi akadzvurwa, okuisa mumarambi, kuitira kuti mwenje ugare uchipfuta,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 24:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy