Mupiro 23:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Iri iSabata renyu rokuzorora, uye munofanira kuzvinyima. Kubva manheru ezuva repfumbamwe romwedzi kusvikira manheru anotevera munofanira kucherechedza Sabata.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Rinofanira kuʋa kwamuri saɓata rokuzorora kwaɀo, munofanira kucema pamŋeya yenyu; munofanira kuceŋgeta saɓata renyu, nezuʋa repfumbamŋe romŋedzi maɗekwana, kubva pamaɗekwana kuȿikira pamaɗekwana ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Rinofanira kuva kwamuri Sabata rokuzorora kwazvo, munofanira kuchema pamweya yenyu; munofanira kuchengeta Sabata renyu, nezuva repfumbamwe romwedzi madekwana, kubva pamadekwana kusvikira pamadekwanazve.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kwamuri, zuva iri, iSabata guru rokuzorora. Munofanira kuzvinyima kubvira manheru ezuva rechipfumbamwe romwedzi iwoyo. Chengetai Sabata kubvira manheru iwayo kusvikira mangwana manheru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kwamuri, zuva iri, iSabata guru rokuzorora. Munofanira kuzvinyima kubvira manheru ezuva rechipfumbamwe romwedzi iwoyo. Chengetai Sabata kubvira manheru iwayo kusvikira mangwana manheru.” Viz kapitola |