Mupiro 23:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Munhu wose asingazvinyimi musi iwoyo anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nokuti aninani usiŋgacemi pamŋeya wake nomusi iwoyo, ucabviswa pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Nokuti ani naani usingachemi pamweya wake nomusi iwoyo, uchabviswa pakati porudzi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ani naani anorega kuzvinyima pazuva iroro achachekwa ukama novokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ani naani anorega kuzvinyima pazuva iroro achachekwa ukama novokwake. Viz kapitola |