Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 23:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari, ‘Iyi ndiyo mitambo yangu yandakatara, mitambo yakatarwa yaJehovha yamunofanira kudaidzira seungano tsvene.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Mitambo yakatarwa naJehova, yamunofanira kuparidzira muciti ndidzo ʋuŋgano tȿene, ndiyo mitambo yaŋgu yakatarwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Mitambo yakatarwa naJehovha, yamunofanira kuparidzira muchiti ndidzo ungano tsvene, ndiyo mitambo yangu yakatarwa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Mazuva makuru aTenzi andakasarudza amunofanira kuti ave mazuva emusangano mutsvene ezvokunamata ndeaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Mazuva makuru aTenzi andakasarudza amunofanira kuti ave mazuva emusangano mutsvene ezvokunamata ndeaya.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 23:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy