Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 23:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Kubva kupi kwose kwamunogara, uyai nezvingwa zviviri zvakaitwa nezvikamu zviviri kubva mugumi zveefa zvoupfu hwakatsetseka zvakabikwa nembiriso sechipiriso chokuninira chezvibereko zvokutanga kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Munofanira kutora kudzimba dzenyu ɀiŋgwa ɀiʋiri ɀinozuŋguzirwa ɀeɀegumi ɀiʋiri ɀeefa; ɀinofanira kuʋa ɀoʋupfu bgakatsetseka, ɀiɓikwe nembiriso, kuti ɀiʋe ɀitȿa kunaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Munofanira kutora kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinozunguzirwa zvezvegumi zviviri zveefa; zvinofanira kuva zvoupfu hwakatsetseka, zvibikwe nembiriso, kuti zvive zvitsva kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Muchaunza kubva kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinosimudzirwa zvichipirwa kuna Mwari. Chingwa choga choga ngachibikwe noupfu hunorema makirogiramu maviri, huri hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chibikwe chiine mbiriso sembesa dzokutanga kuibva dzinopirwa Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mupiro 23:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy