Mupiro 23:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Verengai mazuva makumi mashanu kusvika pazuva rinotevera Sabata rechinomwe, ipapo mugopa chipiriso chezviyo zvitsva kuna Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Munofanira kuʋereŋga mazuʋa makumi mashanu kuȿikira pamusi unoteʋera saɓata recinomŋe; ipapo munofanira kupa Jehova cipiriso citȿa coʋupfu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Munofanira kuverenga mazuva makumi mashanu kusvikira pamusi unotevera Sabata rechinomwe; ipapo munofanira kupa Jehovha chipiriso chitsva choupfu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana kwapera maSabata manomwe, zuva ramangwana racho rinobva rakwanisa mazuva makumi mashanu ipapo pirai Tenzi mumwe mupiro wembesanwa itsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kana kwapera maSabata manomwe, zuva ramangwana racho rinobva rakwanisa mazuva makumi mashanu ipapo pirai Tenzi mumwe mupiro wembesanwa itsva. Viz kapitola |