Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 23:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari, ‘Kana mapinda munyika yandichakupai, mukakohwa gohwo rayo, uyai kumuprista nechisote chezviyo zvamunotanga kukohwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana muciȿika munyika yandicakupai, mukakohwa ɀiyo ɀayo, munofanira kuʋuya necisote ceɀitȿa ɀokukohwa kwenyu kumuprista,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana muchisvika munyika yandichakupai, mukakohwa zviyo zvayo, munofanira kuuya nechisote chezvitsva zvokukohwa kwenyu kumupristi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana masvika kunyika yandiri kukupai mukakohwa mbesa dzayo torai chisumbu chembesa dzamunotanga kukohwa mupe mupristi.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana masvika kunyika yandiri kukupai mukakohwa mbesa dzayo torai chisumbu chembesa dzamunotanga kukohwa mupe mupristi.’

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 23:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy