Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 22:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 kana kuti akabata chose chinokambaira chingamusvibisa kana munhu upi zvake angamusvibisa, kungava kusachena kupi zvako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 kana aninani unoɓata cinhu cipi necipi cinokambaira ciŋgamuȿiɓisa, kana munhu waaŋgaȿiɓiswa naye, unokusanaka kupi nokupi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 kana ani naani unobata chinhu chipi nechipi chinokambaira chingamusvibisa, kana munhu waangasvibiswa naye, uno kusanaka kupi nokupi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ani naani anobata chinhu chinokambaira chinon'oresa munhu kana kubata munhu ane chinon'oresa, angave aine chinon'oresa chipi nechipi zvacho,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ani naani anobata chinhu chinokambaira chinon'oresa munhu kana kubata munhu ane chinon'oresa, angave aine chinon'oresa chipi nechipi zvacho,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 22:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy