Mupiro 22:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 munofanira kupa mukono usina kuremara wemombe, kana gwai, kana mbudzi kuitira kuti zvigogamuchirwa panzvimbo yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 munofanira kuʋuya nomukono usina‐kuremara kana weŋombe, kana gondobge ramakwai, kana nhoŋgo yembudzi, kuti mugamucirwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 munofanira kuuya nomukono musina kuremara kana wemombe, kana gondohwe ramakwai, kana nhongo yembudzi, kuti mugamuchirwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 kuti mupiro wake ugamuchirwe anofanira kupira chibayiro chikono chisina chinoshoreka pachiri, chehandira kana hondohwe kana makotora.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 kuti mupiro wake ugamuchirwe anofanira kupira chibayiro chikono chisina chinoshoreka pachiri, chehandira kana hondohwe kana makotora.’ Viz kapitola |