Mupiro 21:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “ ‘Kana mwanasikana womuprista akazvisvibisa nokuva chifeve, anonyadzisa baba vake; anofanira kupiswa mumoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana mŋanasikana womuprista upi noupi aciɀishatsa nokupata, unoshatsa ɓaɓa ʋake; unofanira kupiswa nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Kana mwanasikana womupristi upi noupi achizvishatsa nokupata, unoshatsa baba vake; anofanira kupiswa nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana mwanasikana womupristi upi noupi zvake akazviipisa achiita upfambi, atofumura baba vake ngaapiswe nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana mwanasikana womupristi upi noupi zvake akazviipisa achiita upfambi, atofumura baba vake ngaapiswe nomoto. Viz kapitola |