Mupiro 21:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mutsaurei somutsvene nokuti ndiye anouya nezvokudya zvaMwari wenyu. Mutsaurei somutsvene nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ini ndinokuitai vatsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Naiɀoɀo unofanira iwe kumutsaura, nokuti ndiye unoʋuya neɀokudya ɀaMŋari wako; unofanira kuʋa mutȿene kwauri, nokuti ini Jehova ndinokutsaurai, ndiri mutȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Naizvozvo unofanira iwe kumutsaura, nokuti ndiye unouya nezvokudya zvaMwari wako; anofanira kuva mutsvene kwauri, nokuti ini Jehovha ndinokutsaurai, ndiri mutsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mubatei somunhu akateketerwa kwandiri nokuti ndiye anopira chokudya chinopirwa kuna Mwari. Kwamuri ngaave munhu akateketerwa kuna Mwari nokuti ini Tenzi ndinokuitai kuti muve vatsvene ndiri mutsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mubatei somunhu akateketerwa kwandiri nokuti ndiye anopira chokudya chinopirwa kuna Mwari. Kwamuri ngaave munhu akateketerwa kuna Mwari nokuti ini Tenzi ndinokuitai kuti muve vatsvene ndiri mutsvene. Viz kapitola |