Mupiro 21:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwavanhu vano ukama naye hwokuwanana, akadaro azvisvibisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ŋgaarege kuɀiȿiɓisa, ɀaari mukuru pakati pehama dzake, kuti aɀishatise. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ngaarege kuzvisvibisa, zvaari mukuru pakati pehama dzake, kuti azvishatise. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Iye somutungamuriri wavanhu ngaarege kuzvin'oresa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Iye somutungamuriri wavanhu ngaarege kuzvin'oresa. Viz kapitola |