Mupiro 21:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Angadya hake zvokudya zvitsvene-tsvene zvaMwari wake, pamwe chete nezvokudya zvitsvene; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Uŋgadya hake ɀokudya ɀaMŋari wake, ɀitȿene ɀikuru neɀitȿene ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Ungadya hake zvokudya zvaMwari wake, zvitsvene zvikuru nezvitsvene zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Munhu akadaro anobvumirwa zvake kudya chingwa chaMwari wake chemipiro inoeresesa kana yezvinhu zvinoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Munhu akadaro anobvumirwa zvake kudya chingwa chaMwari wake chemipiro inoeresesa kana yezvinhu zvinoera. Viz kapitola |