Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 21:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Kunze kwehama yepedyo yakaita samai kana baba vake, mwanakomana kana mwanasikana wake, mukoma kana mununʼuna wake,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 asi kuhama yake yomumba, kana mai ʋake, kana ɓaɓa ʋake, kana mŋanakomana wake, kana mŋanasikana wake, kana munuŋuna wake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 asi kuhama yake yomumba, kana mai vake, kana baba vake, kana mwanakomana wake, kana mwanasikana wake, kana mun'una wake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 kunze kwokutoti chiri chitunha chehama yake yomumba. Vangave amai kana baba vake, kana kuti mwana wake mukomana kana musikana, kana mukoma kana munu'una vake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 kunze kwokutoti chiri chitunha chehama yake yomumba. Vangave amai kana baba vake, kana kuti mwana wake mukomana kana musikana, kana mukoma kana munu'una vake,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 21:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy