Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 21:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Haafaniri kuwana chirikadzi, mukadzi akarambwa kana mukadzi akasvibiswa noufeve asi mhandara yakazara bedzi kubva kuvanhu vokwake,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ŋgaarege kutora cirikadzi, kana wakarambga nomurume wake, kana wakacinyiwa, kana cifeʋe, asi ŋgaatore mukadzi iciri mhandara pakati porudzi rwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ngaarege kutora chirikadzi, kana wakarambwa nomurume wake, kana wakachinyiwa, kana chifeve, asi ngaatore mukadzi ichiri mhandara pakati porudzi rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ngaarege kuroora chirikadzi, kana mukadzi akarambwa kana mukadzi akakanganiswa kana pfambi. Asi ngaaroore musikana achiri mhandara kune vokwake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ngaarege kuroora chirikadzi, kana mukadzi akarambwa kana mukadzi akakanganiswa kana pfambi. Asi ngaaroore musikana achiri mhandara kune vokwake,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 21:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy