Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 21:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Haafaniri kupinda munzvimbo ine chitunha. Haafaniri kuzvisvibisa kunyange nokuda kwababa vake kana mai vake,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ŋgaarege kuȿika pacitunha, kana kuɀiȿiɓisa kunaɓaɓa ʋake kana mai ʋake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ngaarege kusvika pachitunha, kana kuzvisvibisa kuna baba vake kana mai vake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 kana kuzvin'oresa nokusvika pedyo nechitunha, chingave chitunha chababa kana chaamai vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 kana kuzvin'oresa nokusvika pedyo nechitunha, chingave chitunha chababa kana chaamai vake.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 21:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy