Mupiro 20:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 ndichanangana nomunhu uyo nemhuri yake, uye ndichamubvisa pakati pavanhu vokwake, iye pamwe chete navose vanomutevera pakuita ufeve naMoreki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ipapo ini ndicanaŋanidza munhu uyo nemhuri yake, ndimubvise pakati porudzi rwake, iye naʋose ʋanomuteʋera pakupata naMoreki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 ipapo ini ndichananaidza munhu uyo nemhuri yake, ndimubvise pakati porudzi rwake, iye navose vanomutevera pakupata naMoreki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo pamwechete nemhuri yake yose ndichavacheka ukama nevokwavo, iye pamwechete nevanomutevera pakuita senzenza dzokuteveredza Moreki.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo pamwechete nemhuri yake yose ndichavacheka ukama nevokwavo, iye pamwechete nevanomutevera pakuita senzenza dzokuteveredza Moreki.’ Viz kapitola |