Mupiro 20:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana vanhu vomunyika yake vakashaya hanya kana munhu uyu achipa mumwe wavana vake kuna Moreki vakasamuuraya, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ʋanhu ʋenyika ʋakaita saʋasiŋgaʋoni munhu uyo, kana acipa Moreki ʋamŋe pakati paʋana ʋake, ʋakasamuʋuraya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kana vanhu vakaita savasingaoni munhu uyo, kana achipa Moreki vamwe pakati pavana vake, vakasamuuraya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana vanhu venyika iyoyo vakamuona achipira mwana wake kuna Moreki vakanyarara zvavo, vakarega kumuuraya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana vanhu venyika iyoyo vakamuona achipira mwana wake kuna Moreki vakanyarara zvavo, vakarega kumuuraya, Viz kapitola |