Mupiro 20:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “ ‘Chengetai mirayiro yangu nemitemo yangu mugoitevera kuitira kuti nyika yandiri kukuendesai kwairi irege kukurutsirai kunze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naiɀoɀo ceŋgetai mitemo yaŋgu yose, neɀose ɀandakatoŋga, kuti muɀiite; kuti nyika yandinozokuisai kwairi, kuti mugare’mo, irege kukurutsai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Naizvozvo chengetai mitemo yangu yose, nezvose zvandakatonga, kuti muzviite; kuti nyika yandinozokuisai kwairi, kuti mugaremo, irege kukurutsai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Munofanira kuteerera mirao yangu yose, nezvirevo zvangu zvose muzvichengete kuitira kuti nyika yekwandirikukuendesai kundogara irege kukurutsai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Munofanira kuteerera mirao yangu yose, nezvirevo zvangu zvose muzvichengete kuitira kuti nyika yekwandirikukuendesai kundogara irege kukurutsai. Viz kapitola |