Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 20:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 “ ‘Kana murume akavata nomukadzi wababamunini vake azvidza babamunini vake. Vachava nemhosva; vachafa vasina vana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Kana munhu akaʋata nomukadzi waɓaɓamunini ʋake, wafukura ɓaɓamunini ʋake; ʋacaʋa neɀiʋi ɀaʋo; ʋacafa ʋasinaʋana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Kana munhu akavata nomukadzi wababamunini vake, wafukura babamunini vake; vachava nezvivi zvavo; vachafa vasina vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kana murume akatorana naamainini kana namaiguru vake, azvidza babamudiki kana kuti babamukuru wake, chitadzo chavo ichocho ndechokuzviparira vachafa vasina mwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Kana murume akatorana naamainini kana namaiguru vake, azvidza babamudiki kana kuti babamukuru wake, chitadzo chavo ichocho ndechokuzviparira vachafa vasina mwana.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 20:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy