Mupiro 20:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “ ‘Usavata namainini kana vatete vako nokuti uku kuzvidza hama yapedyo; mose muri vaviri muchava nemhosva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Usafukura mainini ʋako, kana ʋatete ʋako, nokuti wafukura hama yake yomumba; ʋacaʋa nemhoȿa yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Usafukura mainini vako, kana vatete vako, nokuti wafukura hama yako yomumba; vachava nemhosva yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Usatorane navatete vako, kana kutorana nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti makunakuna iwayo, vanozviparira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Usatorane navatete vako, kana kutorana nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti makunakuna iwayo, vanozviparira. Viz kapitola |