Mupiro 20:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “ ‘Kana murume akavata nomukadzi panguva yokuva kwake kumwedzi akasangana naye, afumura chaipo panobva kuyerera kwake, mukadziwo azvifumura. Vose vari vaviri vanofanira kubviswa pavanhu vokwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana munhu akaʋata nomukadzi paŋguʋa yokuʋa kumŋedzi kwake, akamufukura, wafukura tsime rake, naiye wafukura tsime reropa rake; iʋo ʋaʋiri ʋose ʋanofanira kubviswa pakati porudzi rwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Kana munhu akavata nomukadzi panguva yokuva kumwedzi kwake, akamufukura, wafukura tsime rake, naiye wafukura tsime reropa rake; ivo vaviri vose vanofanira kubviswa pakati porudzi rwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana murume akarara nomukadzi ari panguva yake yokutevera amunyadzisa nokumuonerera achiri kutevera uye achizviratidza panobva kutevera kwake. Vose zvavo vari vaviri ngavachekwe ukama nevokwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana murume akarara nomukadzi ari panguva yake yokutevera amunyadzisa nokumuonerera achiri kutevera uye achizviratidza panobva kutevera kwake. Vose zvavo vari vaviri ngavachekwe ukama nevokwavo. Viz kapitola |