Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 20:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “ ‘Kana murume akawana hanzvadzi yake mwanasikana wababa vake, kana kuti wamai vake, uye vakavata vose, ichi chinyadziso. Vanofanira kubviswa pamberi pameso avanhu vokwavo. Azvidza hanzvadzi yake uye achava nemhosva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kana munhu akatora hanɀadzi yake, mŋanasikana waɓaɓa ʋake, kana mŋanasikana wamai ʋake, akamufukura, naiye ʋo akamufukura, cinhu cinonyadza; ʋacabviswa pamberi paʋana ʋorudzi rwaʋo; wafukura hanɀadzi yake, iye ucaʋa nemhoȿa yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Kana munhu akatora hanzvadzi yake, mwanasikana wababa vake, kana mwanasikana wamai vake, akamufukura, naiyewo akamufukura, chinhu chinyonyadza; vachabviswa pamberi pavana vorudzi rwavo; wafukura hanzvadzi yake, iye uchava nemhosva yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Kana murume akatorana nehanzvadzi yake, angave mwanasikana wababa wake nomumwe mukadzi kana kuti wamai vake nomumwe murume vakaonererana, chinhu chinonyadzisa, ngavachekwe ukama novokwavo nokuti akatorana nehanzvadzi yake, ndiye atozviparira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mupiro 20:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy