Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 20:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “ ‘Kana murume akavata nemhuka anofanira kuurayiwa uye munofanira kuuraya mhuka yacho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kana munhu akaʋata necipfuwo, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; necipfuwo ʋo munofanira kuciʋuraya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Kana munhu akavata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurawa; nechipfuwowo munofanira kuchiuraya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 20:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy