Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 20:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 “ ‘Kana mumwe akavata nomuroora wake, vose vari vaviri vanofanira kuurayiwa, zvavaita kunyangadza kukuru; ropa ravo richava pamusoro pavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Kana munhu akaʋata nomukadzi womŋanakomana wake, ɀirokwaɀo ʋose ʋari ʋaʋiri ʋanofanira kuʋurawa; ʋakaita ɀinoyaŋgadza kwaɀo; mhoȿa yeropa raʋo icaʋa pamsoro paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Kana munhu akavata nomukadzi womwanakomana wake, zvirokwazvo vose vari vaviri vanofanira kuurawa; vakaita zvinonyangadza kwazvo; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Murume anotorana nomuroora wake, vose zvavo vari vaviri, vanofanira kuti vatouraiwa nokuti vaita makunakuna. Rufu rwavo nderwekuzviparira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Murume anotorana nomuroora wake, vose zvavo vari vaviri, vanofanira kuti vatouraiwa nokuti vaita makunakuna. Rufu rwavo nderwekuzviparira.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 20:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy