Mupiro 2:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “ ‘Kana munhu achiuya kuna Jehovha nechipiriso chezviyo, chipiriso chake chinofanira kuva choupfu hwakatsetseka. Anofanira kudira mafuta pachiri agoisa zvinonhuhwira pamusoro pacho, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kana munhu aciʋuya kunaJehova necipo coʋupfu, cipo cake ŋgaciʋe coʋupfu bgakatsetseka; ɀino ŋgaaɗire mafuta pamsoro paco, agoisa ʋo ɀinonhuwira pamsoro paco. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 “Kana munhu achiuya kuna Jehovha nechipo choupfu, chipo chake ngachive choupfu hwakatsetseka; zvino ngaadire mafuta pamusoro pacho, agoisawo zvinonhuwira pamusoro pacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kana munhu achida kupa kuna Tenzi chipo chembesanwa, mupiro wake ngauve upfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, ngaahudirewo mafuta ahumwaye rusenzi pamusoro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kana munhu achida kupa kuna Tenzi chipo chembesanwa, mupiro wake ngauve upfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, ngaahudirewo mafuta ahumwaye rusenzi pamusoro, Viz kapitola |