Mupiro 19:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “ ‘Kana uchikohwa mumunda wako usakohwa kusvika kumuchetocheto womunda wako, kana kunhongera zvawira pasi pakukohwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana mucikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa miceto yomunda wako, ʋuye usaʋuŋganidza ɀawira pasi pakukohwa kwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Kana muchikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa micheto yomunda wako, uye usaunganidza zvawira pasi pakukohwa kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kusvikira kumichetocheto, kana kufuhwa muchitora mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu pakukohwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kusvikira kumichetocheto, kana kufuhwa muchitora mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu pakukohwa. Viz kapitola |