Mupiro 19:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “ ‘Usaderedza unhu hwomwanasikana wako nokumuita chifeve nokuti nyika yose ichaita ufeve ikazara nouipi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Usaisa mŋanasikana wako, ucimuita cifeʋe; kuti nyika irege kupata, nyika izare neɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Usaisa mwanasikana wako, uchimuita chifeve; kuti nyika irege kupata, nyika izare nezvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Usabvisise mwana wako musikana chimiro uchimuita kuti ave pfambi, nyika ingadaro ikapindwa nomweya woufeve, ikazara kuti kabu nouipi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Usabvisise mwana wako musikana chimiro uchimuita kuti ave pfambi, nyika ingadaro ikapindwa nomweya woufeve, ikazara kuti kabu nouipi. Viz kapitola |