Mupiro 19:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Usatuka matsi kana kuisa chigumbuso mberi kwebofu, asi itya Mwari wako. Ndini Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Usatuka matsi, kana kupiŋganidza ɓofu; asi unofanira kutya Mŋari wako; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Usatuka matsi, kana kupinganidza bofu; asi unofanira kutya Mwari wako; ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Musati kune matsi dai ukawana chinokuwana. Usaisire bofu chinhu chokuripingirisha, unofanira kutya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Musati kune matsi dai ukawana chinokuwana. Usaisire bofu chinhu chokuripingirisha, unofanira kutya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitola |