Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 19:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Musakohwa kechipiri mumunda wemizambiringa kana kunhonga mazambiringa adonha. Zvisiyire varombo kana vatorwa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Usakohwa ɀose pamunda wako wemizambiriŋga, ʋuye usaʋuŋganidza micero yawira pasi yomunda wako wemizambiriŋga; unofanira kuɀisiyira ʋarombo naʋaeni; ndini Jehova Mŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Usakohwa zvose pamunda wako wemizambiringa, uye usaunganidza michero yawira pasi yomunda wako wemizambiringa; unofanira kuzvisiyira varombo navaeni; ndini Jehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Musabva mafuhwiridza munda wamagirepisi kana kubva manhongerera magirepesi anenge adonhera pasi. Ngazvisiyirwe varombo navatorwa. Ini Tenzi Mwari wenyu ndini ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Musabva mafuhwiridza munda wamagirepisi kana kubva manhongerera magirepesi anenge adonhera pasi. Ngazvisiyirwe varombo navatorwa. Ini Tenzi Mwari wenyu ndini ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 19:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy