Mupiro 18:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “ ‘Usasangana nehanzvadzi yako kana mwanasikana wababa vako kana mwanasikana wamai vako, zvisinei kuti akaberekwa mumba mumwe chete kana kumwewo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Usafukura hanɀadzi yako, mŋanasikana waɓaɓa ʋako, kana mŋanasikana wamai ʋako, kana ʋakaɓerekerwa mumusha, kana ʋakaɓerekerwa kumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Usafukura hanzvadzi yako, mwanasikana wababa vako, kana mwanasikana wamai vako, kana vakaberekerwa mumusha kana vakaberekerwa kumwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Usatorane nahanzvadzi yako, angave mwana wababa wako nomumwe mukadzi kana mwana wamai vako nomwe murume, kunyange yakazvarirwa mumusha menyu kana kuti yakaberekerwa kumwewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Usatorane nahanzvadzi yako, angave mwana wababa wako nomumwe mukadzi kana mwana wamai vako nomwe murume, kunyange yakazvarirwa mumusha menyu kana kuti yakaberekerwa kumwewo. Viz kapitola |