Mupiro 18:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “ ‘Hapana anofanira kuswedera kuhama yepedyo kuti avate naye. Ndini Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ŋgakurege kuʋa nomunhu unosweɗera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Ngakurege kuva nomunhu unoswedera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Hakuna munhu anobvumirwa kutorana nehama yepedyo achiifukura, ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Hakuna munhu anobvumirwa kutorana nehama yepedyo achiifukura, ndini Tenzi. Viz kapitola |