Mupiro 18:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Hamufaniri kuita sezvavanoita kuIjipiti, kwamaigara uye hamufaniri kuita sezvavanoita kuKenani, kwandiri kukuendesai. Musatevera zviito zvavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Regai kuita seɀakaŋga ɀiciitwa panyika yeEgipita mamakaŋga mugere, ʋuye regai kuita seɀinoitwa panyika yeKanani, kwandicazokuisai; musafamba netsika dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Regai kuita sezvakanga zvichiitwa panyika yeIjipiti mamakanga mugere, uye regai kuita sezvinoitwa panyika yeKanani, kwandichazokuisai; musafamba netsika dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Musatevedzere tsika dzinoitwa navanhu vokuIjipiti kwamaigara kunyange kutevedzera tsika dzinoitwa navanhu vokuKanani kwandiri kukuendesai. Musatevedzere maitiro avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Musatevedzere tsika dzinoitwa navanhu vokuIjipiti kwamaigara kunyange kutevedzera tsika dzinoitwa navanhu vokuKanani kwandiri kukuendesai. Musatevedzere maitiro avo. Viz kapitola |