Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 18:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Kunyange nyika yakasvibiswa; naizvozvo ndakairanga nokuda kwezvakaipa zvayo uye nyika yakarutsa vagari vayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 nenyika yakaȿiɓiswa; naiɀoɀo ndinoiroʋa pamsoro peɀakaipa ɀayo, nyika irutse ʋanhu ʋagere’mo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 nenyika yakasvibiswa; naizvozvo ndinoirova pamusoro pezvakaipa zvayo, nyika irutse vanhu vageremo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Nyika yavo yakan'oreswa nezviito zvavo saka ndakairanga pamusana pouipi hwayo, nyika iyoyo ikaita zvokurutsa vanhu vemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Nyika yavo yakan'oreswa nezviito zvavo saka ndakairanga pamusana pouipi hwayo, nyika iyoyo ikaita zvokurutsa vanhu vemo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 18:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy