Mupiro 18:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “ ‘Musazvisvibisa neimwe yenzira idzi nokuti ndudzi dzandichadzinga pamberi penyu dzakazvisvibisa naizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Regai kuɀiȿiɓisa kunecinhu cimŋe caiɀoɀi; nokuti ʋahedeni ʋakaȿiɓiswa neɀinhu iɀi ɀose, iʋo ʋandakadziŋga pamberi penyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Regai kuzvisvibisa kune chinhu chimwe chaizvozvi; nokuti vahedheni vakasvibiswa nezvinhu izvi zvose, ivo vandakadzinga pamberi penyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo. Viz kapitola |