Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 18:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 “ ‘Usapa ani zvake pakati pavana vako kuti vabayirwe kuna Moreki nokuti haufaniri kumhura zita raJehovha. Ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Usapa mumŋe waʋana ʋako kuti apinde mumŋoto kunaMoreki, ʋuye usamhura zita raMŋari wako; ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Usapa mumwe wavana vako kuti apinde mumoto kuna Moreki, uye usamhura zita raMwari wako; ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Usape mwana wako kuti apisirwe Moreki mumoto uchiipisa zita raMwari wenyu, ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Usape mwana wako kuti apisirwe Moreki mumoto uchiipisa zita raMwari wenyu, ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 18:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy