Mupiro 18:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “ ‘Usasangana nomuroora wako, mukadzi womwanakomana wako; usasangana naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Usafukura mukadzi womŋanakomana wako, ndimukadzi womŋanakomana wako; usamufukura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Usafukura mukadzi womwanakomana wako, ndimukadzi womwanakomana wako; usamufukura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Usatorane nomuroora wako, mudzimai womwana wako saka usatorane naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Usatorane nomuroora wako, mudzimai womwana wako saka usatorane naye. Viz kapitola |