Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 18:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “ ‘Usazvidza mununʼuna kana mukoma wababa vako nokuswedera kumukadzi wavo kuti uvate naye; nokuti ndimaiguru kana mainini.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Usafukura ɓaɓamunini ʋako, usasweɗera kumukadzi wake, ndimainini ʋako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Usafukura babamunini vako, usaswedera kumukadzi wake, ndimainini vako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Usatorane nomudzimai womukoma kana wemunun'una wababa vako kuzvidza babamudiki kana kuti babamukuru wako ndimaiguru kana mainini vako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Usatorane nomudzimai womukoma kana wemunun'una wababa vako kuzvidza babamudiki kana kuti babamukuru wako ndimaiguru kana mainini vako.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 18:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy