Mupiro 18:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Usasangana nomukoma kana mununʼuna wamai vako nokuti ihama yamai vako yepedyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Usafukura mainini ʋako, nokuti ihama yomumba mamai ʋako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Usafukura mainini vako, nokuti ihama yomumba mamai vako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Usatorane nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti ihama yaamai vako yomumba chaiyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Usatorane nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti ihama yaamai vako yomumba chaiyo. Viz kapitola |