Mupiro 18:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “ ‘Usasangana nehanzvadzi yababa vako, ihama yababa vako yepedyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Usafukura ʋatete ʋako; ihama yomumba maɓaɓa ʋako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Usafukura vatete vako; ihama yomumba mababa vako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Usatorane navatete vako, ihama yababa vako yomumba chaiyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Usatorane navatete vako, ihama yababa vako yomumba chaiyo. Viz kapitola |